2 Samueri 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenda kwaari, iye akamubvunza akati, “Ndiwe Joabhu here?” Akapindura akati, “Ndini.” Mukadzi akati, “Teererai zvinoreva murandakadzi wenyu.” Iye akati, “Ndakateerera.”

2 Samueri 20

2 Samueri 20:15-20