2 Samueri 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino nhubu yainzi Shebha mwanakomana waBhikiri, muBhenjamini, aivapowo. Akaridza hwamanda akadanidzira achiti, “Isu hatina mugove muna Dhavhidhi, hatina chikamu mumwanakomana waJese! Munhu wose ngaaende kutende rake, imi vaIsraeri!”

2 Samueri 20

2 Samueri 20:1-11