2 Samueri 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, Abhineri mwanakomana waNeri, mukuru wehondo yaSauro, akanga atora IshiBhosheti mwanakomana waSauro, akandomuisa kuMahanaimu.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:3-11