2 Samueri 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume veBhenjamini vakaungana vachitungamirirwa naAbhineri. Vakaumba boka rimwe vakamira pamusoro pechikomo.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:23-31