2 Samueri 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhineri akati kwaari, “Enda kurudyi kana kuruboswe; ubate rimwe ramajaya uritorere zvombo zvaro.” Asi Asaheri haana kurega kumudzinganisa.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:17-25