2 Samueri 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhineri mwanakomana waNeri, pamwe chete navaranda vaIshi-Bhosheti mwanakomana waSauro, vakabva paMahanaimu vakaenda kuGibheoni.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:6-14