2 Samueri 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishi-Bhosheti mwanakomana waSauro akanga ava namakore makumi mana paakava mambo weIsraeri, uye akatonga kwamakore maviri. Kunyange zvakadaro, imba yaJudha yakatevera Dhavhidhi.

2 Samueri 2

2 Samueri 2:1-11