2 Samueri 19:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanhu vose vakayambuka Jorodhani, uye ipapo mambo akazoyambukawo. Mambo akatsvoda Bhazirai akamuropafadza, uye Bhazirai akadzokera kumba kwake.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:29-42