2 Samueri 19:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Bhazirai akanga akwegura kwazvo, ava namakore makumi masere. Iye akanga achiriritira mambo panguva yaakanga agere paMahanaimi, nokuti akanga ari munhu akapfuma kwazvo.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:25-34