2 Samueri 19:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Ishe wangu mambo, sezvo ini muranda wenyu ndiri chirema, ndakati, ‘Ndichaita kuti mbongoro yangu igadzikwe chigaro uye ndigoitaswa, kuti ndigoenda namambo.’ Asi Zibha muranda wangu akandipandukira.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:17-32