2 Samueri 19:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mefibhosheti muzukuru waSauro, akaburukawo kundosangana namambo. Haana kuva nehanya netsoka dzake kana kuguririra ndebvu dzake kana kusuka nguo dzake kubvira pazuva rakasimuka mambo kusvikira pazuva raakadzoka ari mupenyu.

2 Samueri 19

2 Samueri 19:21-32