2 Samueri 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kuhondo yose, kukunda kwezuva iro kwakashandurwa kukava kuchema, nokuti pazuva iro, mauto akazvinzwa zvichinzi, “Mambo anochema nokuda kwomwanakomana wake.”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:1-10