2 Samueri 19:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye muti kuna Amasa, ‘Ko, iwe hauzi wenyama yangu uye weropa rangu here? Mwari ngaandirove, ngaarambe achidaro kwazvo, kana kubva zvino zvichienda mberi, iwe ukarega kuva mukuru wehondo yangu panzvimbo yaJoabhu.’ ”

2 Samueri 19

2 Samueri 19:12-15