2 Samueri 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kurwa kwakapararira panyika yose, uye dondo rakauraya vanhu vazhinji pazuva iro kukunda munondo.

2 Samueri 18

2 Samueri 18:3-12