2 Samueri 18:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muEtiopia akasvika akati, “Ishe wangu mambo, inzwai mashoko akanaka! Jehovha akurwirai nhasi kuna vose vakakumukirai.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:30-33