2 Samueri 18:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Ahimaazi akadanidzira kuna mambo achiti, “Rugare!” Akakotama pamberi pamambo akatsikitsira uso hwake pasi akati, “Jehovha Mwari wenyu ngarumbidzwe! Akaisa kwamuri varume vakanga vachisimudzira maoko avo kuti varwe naishe wangu mambo.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:20-33