2 Samueri 18:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo murindi akaonazve mumwe murume achimhanya, akadanidzira kumutariri wesuo akati, “Tarira mumwe ari kumhanya ari oga!” Mambo akati, “Anofanira kunge achiuyawo neshoko rakanaka.”

2 Samueri 18

2 Samueri 18:25-33