2 Samueri 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akaunganidza varume vakanga vanaye uye akagadza pamusoro pavo vatungamiri vezviuru navatungamiri vamazana.

2 Samueri 18

2 Samueri 18:1-6