2 Samueri 17:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhusaromu akanga agadza Amasa kuti ave mutungamiri wehondo pachinzvimbo chaJoabhu. Amasa akanga ari mwanakomana womumwe murume ainzi Jeteri, muIsraeri akanga awana Abhigairi, mwanasikana waNahashi uye ari munun'una waZeruya mai vaJoabhu.

2 Samueri 17

2 Samueri 17:19-29