2 Samueri 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume vokwaAbhusaromu vakati vasvika kumukadzi akanga ari pamba, vakabvunza vakati, “VanaAhimaazi naJonatani varipi?” Mukadzi akati kwavari, “Vayambuka rukova.” Varume vakatsvaka asi havana munhu wavakawana, saka vakadzokera kuJerusarema.

2 Samueri 17

2 Samueri 17:13-29