2 Samueri 17:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo tichavarwisa kwose kwavanenge vari, uye tichawira paari sedova rinowira pasi. Hakuna kana mumwe wavo zvake achasara ari mupenyu.

2 Samueri 17

2 Samueri 17:11-13