2 Samueri 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mumazuva iwayo zano raipiwa naAhitoferi raiita seromunhu anobvunza kuna Mwari. Ndizvozvo zvaifungwa naDhavhidhi pamwe chete naAbhusaromu pamusoro pamazano aipiwa naAhitoferi.

2 Samueri 16

2 Samueri 16:14-23