2 Samueri 16:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ahitoferi akapindura akati, “Vatai navarongo vababa venyu avo vakasiyiwa vakachengeta muzinda wamambo. Ipapo Israeri yose ichanzwa kuti mazviita chinhu chinonhuwa mumhuno dzababa venyu, uye maoko avanhu vose vanokutsigirai achasimbiswa.”

2 Samueri 16

2 Samueri 16:13-23