2 Samueri 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hushai akati kuna Abhusaromu, “Kwete, iye akasarudzwa naJehovha, navanhu ava uye navarume vose veIsraeri, ini ndichava wake, uye ndicharamba ndinaye.

2 Samueri 16

2 Samueri 16:14-23