2 Samueri 15:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mamakore mana, Abhusaromu akati kuna mambo, “Nditenderei kuti ndiende kuHebhuroni ndinozadzisa mhiko yandakaita kuna Jehovha.

2 Samueri 15

2 Samueri 15:5-9