2 Samueri 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akatizve kuna Zadhoki muprista, “Ko, hauzi muoni here? Dzokera muguta norugare, nomwanakomana wako Ahimaazi naJonatani mwanakomana waAbhiatari. Iwe naAbhiatari, endai navanakomana venyu.

2 Samueri 15

2 Samueri 15:18-28