2 Samueri 15:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akati kuna Zadhoki, “Dzosera areka yaMwari muguta. Kana ndikawana nyasha pamberi paJehovha, achandidzosa uye achaita kuti ndione zvakare panzvimbo paanogara.

2 Samueri 15

2 Samueri 15:22-35