2 Samueri 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akati kumakurukota ake ose aiva naye muJerusarema, “Uyai! Ngatitizei, zvikasadaro tose hapana angapunyuka kubva kuna Abhusaromu. Tinofanira kubva pano izvozvi, kana tikasadaro angatibata akatiparadza uye akarwisa guta nomunondo.”

2 Samueri 15

2 Samueri 15:7-21