2 Samueri 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhusaromu paakanga achipa zvipiriso akadanawo Ahitoperi muGironi, gurukota raDhavhidhi, kuti auye kubva kuGiro, guta raaigara. Ipapo urongwa hwokumukira mambo hwakabva hwasimba, uye vanhu vakatevera Abhusaromu vakaramba vachiwanda.

2 Samueri 15

2 Samueri 15:9-14