2 Samueri 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ini muranda wenyu ndakanga ndina vanakomana vaviri. Vakarwa vari vaviri musango, uye hapana aivapo kuti avarandutsire. Mumwe akarova mumwe uye akamuuraya.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:1-16