2 Samueri 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi akabva kuTekoa akati asvika kuna mambo, akawira pasi nechiso chake, kuri kupa rukudzo, akati, “Ndibatsireiwo, nhai mambo!”

2 Samueri 14

2 Samueri 14:2-11