2 Samueri 14:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joabhu akaenda kumba kwaAbhusaromu akandoti kwaari, “Ko, varanda vako vapisirei munda wangu?”

2 Samueri 14

2 Samueri 14:30-33