2 Samueri 14:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Abhusaromu akadana Joabhu kuti amutume kuna mambo, asi akaramba kuenda kwaari. Saka akatumazve shoko kechipiri, asi akaramba kuuya.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:24-33