2 Samueri 14:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda wenyu Joabhu akaita izvi kuti ashandure mamiriro ezvinhu. Ishe wangu ano uchenjeri sohwomutumwa waMwari, anoziva zvose zvinoitika panyika.”

2 Samueri 14

2 Samueri 14:14-30