2 Samueri 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Joabhu akatuma munhu kuTekoa kuti andouya nomukadzi akanga akachenjera kubva ikoko. Akati kwaari, “Ita somunhu ari pakuchema. Upfeke nguo dzokuchema uye usazvizora mafuta. Uite somukadzi ava namazuva akawanda ari pakuchema vakafa.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:1-12