2 Samueri 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akati kumukadzi, “Usandivanzira hako shoko randichakubvunza.”Mukadzi akati, “Ishe mambo wangu ngavataure havo.”

2 Samueri 14

2 Samueri 14:17-22