2 Samueri 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi uya ndokuti, “Zvino seiko makarongera vanhu vaMwari zvakadai? Kana mambo vachitaura zvakadai, havazi kuzvipa mhosva here, nokuti mambo havana kudzosa mwanakomana uya akambenge adzingwa.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:8-22