2 Samueri 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati, “Naizvozvo mambo ngaataure naIshe Mwari wake kuti mutsivi weropa arege kuramba achiparadza, kuti mwanakomana wangu arege kuparadzwa.” Mambo akati, “NaJehovha mupenyu, hapana ruvhudzi rumwe rwomwanakomana wako ruchawira pasi.”

2 Samueri 14

2 Samueri 14:5-20