2 Samueri 13:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. Mushure mokunge Abhusaromu atiza akaenda kuGeshuri, akandogarako kwamakore matatu.

39. Uye mweya wamambo wakashuva kwazvo kuenda kuna Abhusaromu, nokuti zvino akanga anyaradzwa pamusoro porufu rwaAmunoni.

2 Samueri 13