2 Samueri 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Amunoni aiva neshamwari yake yainzi Jonadhabhu mwanakomana waShimea, mukoma waDhavhidhi. Jonadhabhu akanga ari munhu aiva namano.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:1-9