2 Samueri 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muranda wake akumubudisa panze akakiya mukova shure kwake. Akanga akapfeka nguo yaikosha zvikuru yaipenya, nokuti ndidzo nguo dzaipfekwa navanasikana vamambo vaiva mhandara.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:17-23