2 Samueri 13:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwaari, “Kwete, hanzvadzi yangu! Usandichinya. Chinhu chakadai hachifaniri kuitwa muIsraeri! Usaita chinhu chakaipa zvakadai.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:6-21