2 Samueri 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakapa kwauri imba yatenzi wako, uye vakadzi vatenzi wako ndakavaisa mumaoko ako. Ndakakupa imba yaIsraeri neyaJudha. Uye dai zvose izvi zvakava zvishoma, ndaidai ndakakupa zvimwezve.

2 Samueri 12

2 Samueri 12:6-18