2 Samueri 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akatsamwira munhu uyu zvikuru kwazvo akati kuna Natani, “Chokwadi naJehovha mupenyu, munhu akaita zvinhu zvakadai anofanira kufa!

2 Samueri 12

2 Samueri 12:1-14