2 Samueri 12:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvisa korona pamusoro wamambo wavo, kurema kwayo kwaisvika tarenda rimwe chetea uye yakanga yakanamirwa mabwe anokosha, uye yakaiswa pamusoro waDhavhidhi. Akapamba zvinhu zvizhinji kwazvo kubva muguta iri

2 Samueri 12

2 Samueri 12:28-31