2 Samueri 12:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joabhu akatuma nhume kuna Dhavhidhi, achiti, “Ndarwisa Rabha uye ndikatora nzvimbo inobva mvura yeguta iri.

2 Samueri 12

2 Samueri 12:19-31