2 Samueri 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhavhidhi akanyaradza mukadzi wake Bhatishebha, uye akaenda kwaari akandorara naye. Akabereka mwanakomana, vakamutumidza kuti Soromoni. Jehovha akamuda;

2 Samueri 12

2 Samueri 12:21-31