2 Samueri 12:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akapindura akati, “Apo mwana paakanga achiri mupenyu, ndakatsanya uye ndikachema. Ndaifunga kuti, ‘Ndiani anoziva? Zvimwe Jehovha angandinzwira nyasha akaita kuti mwana ararame.’

2 Samueri 12

2 Samueri 12:21-31