2 Samueri 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akamuka pasi paakanga ari. Mushure mokunge ashamba, akazora mafuta, uye akapfeka zvimwe zvipfeko, akapinda mumba maJehovha akanamata. Ipapo akaenda kumba kwake, akakumbira zvokudya vakamupa, akadya.

2 Samueri 12

2 Samueri 12:15-27