2 Samueri 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akanyengeterera mwana kuna Mwari. Akatsanya uye akapinda mumba make akapedza usiku nousiku akarara pasi.

2 Samueri 12

2 Samueri 12:11-22